Isaya 35:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka senondo,+Uye rurimi rwembeveve ruchashevedzera nemufaro.+ Nekuti mvura ichatubuka murenje,Uye hova murenje.
6 Panguva iyoyo munhu akaremara achakwakuka senondo,+Uye rurimi rwembeveve ruchashevedzera nemufaro.+ Nekuti mvura ichatubuka murenje,Uye hova murenje.