-
Jeremiya 5:26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
26 Nekuti pavanhu vangu pane vanhu vakaipa.
Vanoramba vachinyatsotarisa sezvinoita vabati veshiri pavanohwandira.
Vanoteya chiteyeso chinouraya.
Vanhu ndivo vavanobata.
-