Eksodho 20:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Vanhu vese vakanga vachinzwa mabhanan’ana nemheni, nekurira kwehwamanda, gomo richipfungaira; uye pavakaona izvi vakadedera, vakamira nechekure.+
18 Vanhu vese vakanga vachinzwa mabhanan’ana nemheni, nekurira kwehwamanda, gomo richipfungaira; uye pavakaona izvi vakadedera, vakamira nechekure.+