Isaya 12:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Inzwai! Mwari ndiye ruponeso rwangu.+ Ndichavimba naye uye handizotyi;+Nekuti Jah* Jehovha ndiye simba rangu uye ndiye anondidzivirira,Uye ava ruponeso rwangu.”+ Zefaniya 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha Mwari wako anewe.+ Achaponesa nekuti ane simba. Achakufarira zvikuru.+ Achazorodzwa* nekuti anenge akuratidza rudo. Achakufarira achishevedzera nemufaro.
2 Inzwai! Mwari ndiye ruponeso rwangu.+ Ndichavimba naye uye handizotyi;+Nekuti Jah* Jehovha ndiye simba rangu uye ndiye anondidzivirira,Uye ava ruponeso rwangu.”+
17 Jehovha Mwari wako anewe.+ Achaponesa nekuti ane simba. Achakufarira zvikuru.+ Achazorodzwa* nekuti anenge akuratidza rudo. Achakufarira achishevedzera nemufaro.