2 Madzimambo 19:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akabva atuma Eriyakimu, uyo aitungamirira imba,* naShebhina munyori, nevakuru vevapristi kuti vaende kumuprofita Isaya+ mwanakomana waAmozi vakapfeka masaga.
2 Akabva atuma Eriyakimu, uyo aitungamirira imba,* naShebhina munyori, nevakuru vevapristi kuti vaende kumuprofita Isaya+ mwanakomana waAmozi vakapfeka masaga.