RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 19:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Haiwa Jehovha, ichokwadi kuti madzimambo eAsiriya akaparadza marudzi nenyika dzawo.+ 18 Uye akakanda vanamwari vawo mumoto, nekuti vakanga vasiri vanamwari,+ asi zvinhu zvakagadzirwa nemaoko emunhu,+ danda nedombo. Ndokusaka akakwanisa kuvaparadza.

  • 2 Makoronike 32:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Musarega Hezekiya achikunyengerai kana kukufurirai zvakadai!+ Musatenda maari, nekuti hakuna mwari werudzi chero rupi zvarwo kana umambo, akakwanisa kununura vanhu vake muruoko rwangu nemuruoko rwemadzitateguru angu. Saka Mwari wenyu ndiye angakwanisa kukununurai muruoko rwangu here?’”+

  • Isaya 37:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Ndiani wawashora+ uye wawamhura?

      Ndiani wawakwidzira inzwi+

      Uye wawasimudzira maziso ako uchizvikudza?

      Wazviita kuMutsvene waIsraeri!+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe