2 Madzimambo 17:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka Jehovha akatsamwira vaIsraeri chaizvo, zvekuti akavabvisa pamberi pake.+ Haana kana waakasiya kunze kwedzinza raJudha chete.
18 Saka Jehovha akatsamwira vaIsraeri chaizvo, zvekuti akavabvisa pamberi pake.+ Haana kana waakasiya kunze kwedzinza raJudha chete.