Isaya 10:10, 11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ruoko rwangu rwakatora umambo hwavanamwari vasina zvavanobatsira,Avo vaiva nemifananidzo yakavezwa inopfuura yeJerusarema neSamariya!+ 11 Handizoitiriwo Jerusarema nezvidhori zvaroSezvandakaitira Samariya navanamwari vayo vasina zvavanobatsira here?’+
10 Ruoko rwangu rwakatora umambo hwavanamwari vasina zvavanobatsira,Avo vaiva nemifananidzo yakavezwa inopfuura yeJerusarema neSamariya!+ 11 Handizoitiriwo Jerusarema nezvidhori zvaroSezvandakaitira Samariya navanamwari vayo vasina zvavanobatsira here?’+