-
2 Madzimambo 19:25, 26Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Hauna kuzvinzwa here? Izvi zvakasarudzwa* kare kare.+
Iye zvino ndichazviita.+
Uchaita kuti maguta akakomberedzwa nemasvingo asare ava mirwi yematongo.+
26 Vagari vemo vachapera simba;
Vachavhundutswa uye vachanyadziswa.
Vachaita sezvinomera musango neuswa hwakasvibirira,+
Seuswa hunomera pamatenga edzimba hunenge hwapiswa nemhepo yekumabvazuva.
-