Zvirevo 5:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti nzira dzemunhu dziri mumaziso aJehovha;Anoongorora makwara ake ese.+ Zvirevo 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Maziso aJehovha ari pese pese,Achitarisa vakaipa nevakanaka.+ VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+