59 Iri ndiro shoko rakataurwa nemuprofita Jeremiya achiripa semurayiro kuna Seraya mwanakomana waNeriya+ mwanakomana waMaseya paakaenda naMambo Zedhekiya weJudha kuBhabhironi mugore rechina rekutonga kwake; Seraya aiva mutariri aiona nezvezvinhu zvamambo.