2 Makoronike 36:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Zedhekiya+ aiva nemakore 21 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 11 muJerusarema.+ Jeremiya 37:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Zvino Mambo Zedhekiya+ mwanakomana waJosiya akatanga kutonga panzvimbo paKoniya*+ mwanakomana waJehoyakimu, nekuti Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi akamugadza kuti ave mambo munyika yeJudha.+
37 Zvino Mambo Zedhekiya+ mwanakomana waJosiya akatanga kutonga panzvimbo paKoniya*+ mwanakomana waJehoyakimu, nekuti Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi akamugadza kuti ave mambo munyika yeJudha.+