Jeremiya 26:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Machinda eJudha paakanzwa mashoko aya, akabva kuimba yamambo* akaenda kuimba yaJehovha, akanogara pagedhi idzva raJehovha.+
10 Machinda eJudha paakanzwa mashoko aya, akabva kuimba yamambo* akaenda kuimba yaJehovha, akanogara pagedhi idzva raJehovha.+