RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 21:8-10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “Uti kuvanhu ava, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndiri kuisa nzira yeupenyu nenzira yerufu pamberi penyu. 9 Vaya vanoramba vari muguta rino vachaurayiwa nebakatwa, nenzara, uye nedenda. Asi munhu anobuda uye anoenda kunozviisa mumaoko evaKadheya vakakukombai acharamba achirarama, uye achava neupenyu hwake* sechinhu chaapamba.”’*+

      10 “‘“Nekuti ndatarisa guta rino ndakatsamwa kuti ndiriunzire dambudziko, kwete zvakanaka,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Richaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi,+ uye acharipisa nemoto.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe