13 Johanani mwanakomana waKareya nevakuru vese vemauto vaiva musango, vakauya kuna Gedhariya kuMizpa. 14 Vakati kwaari: “Hauzivi here kuti Bhaarisi, mambo wevaAmoni,+ atuma Ishmaeri mwanakomana waNetaniya kuti akuuraye?”+ Asi Gedhariya mwanakomana waAhikamu haana kutenda zvavaitaura.