-
Isaya 6:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Ndakabva ndati: “Kusvikira riini, haiwa Jehovha?” Iye akati:
“Kusvikira maguta aparara kuita matongo, asisina anogara maari
Uye dzimba dzisisina vanhu
Uye nyika yaparara, isisina chinhu;+
-
Jeremiya 2:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Dzakaita kuti nyika yake ive chinhu chinotyisa.
Maguta ake atungidzwa nemoto, zvekuti hamuna anogaramo.
-
-
-