-
Jeremiya 8:16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 KuDhani kuri kunzwika kupfepfedza kwemabhiza ake.
Kuchema kwemabhiza ake makono
Kwazunungusa nyika yese.
Anopinda oparadza nyika nezvese zviri mairi,
Guta nevagari varo.”
-