Ezekieri 25:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 ndichaita kuti maguta ari pamuganhu weMoabhi arwiswe, ayo anosanganisira maguta akanaka kupfuura mamwe munyika yacho anoti, Bheti-jeshimoti, Bhaari-meyoni, zvichinosvika kuKiriyataimu.+
9 ndichaita kuti maguta ari pamuganhu weMoabhi arwiswe, ayo anosanganisira maguta akanaka kupfuura mamwe munyika yacho anoti, Bheti-jeshimoti, Bhaari-meyoni, zvichinosvika kuKiriyataimu.+