RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 21:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Vakasimuka ipapo vakanodzika musasa munharaunda yeAnoni,+ iri murenje rinobvira pamuganhu wevaAmori, nekuti Anoni ndiwo waiva muganhu weMoabhi, pakati peMoabhi nevaAmori.

  • Joshua 13:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Imwe hafu yedzinza racho, pamwe chete nevaRubheni nevaGadhi vakatora nhaka yavo yavakapiwa naMozisi kumabvazuva kwaJodhani, sekupiwa kwavakanga vaitwa naMozisi muranda waJehovha:+ 9 kubva kuAroeri,+ iri pamucheto peBani reAnoni,*+ neguta riri pakati pebani racho, nenzvimbo yese yakakwirira uye yakati sandara yeMedhebha kusvika kuDhibhoni;

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe