Amosi 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Zvanzi naJehovha,‘“Handizoregi kuita zvandakasarudza pamusoro pevaAmoni+ nekuti vakapanduka katatu uye kana,Nekuti vakatumbura vakadzi vaiva nepamuviri vekuGiriyedhi kuti vawedzere nharaunda yavo.+ Amosi 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mambo wavo achatapwa pamwe chete nemachinda ake,”+ anodaro Jehovha.’
13 Zvanzi naJehovha,‘“Handizoregi kuita zvandakasarudza pamusoro pevaAmoni+ nekuti vakapanduka katatu uye kana,Nekuti vakatumbura vakadzi vaiva nepamuviri vekuGiriyedhi kuti vawedzere nharaunda yavo.+