Jeremiya 25:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “‘Asi kana makore 70 apera,+ ndichatonga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nemhaka yekukanganisa* kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti nyika yevaKadheya ive dongo nekusingaperi.+
12 “‘Asi kana makore 70 apera,+ ndichatonga mambo weBhabhironi nerudzi irworwo nemhaka yekukanganisa* kwavo,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti nyika yevaKadheya ive dongo nekusingaperi.+