-
Dheuteronomi 29:22, 23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 “Chizvarwa chinotevera chevanakomana venyu nemutorwa anobva kunyika iri kure pavachaona matambudziko enyika yacho, nhamo dzinenge dzaunzwa naJehovha pairi, 23 sarufa nemunyu nekupisa, zvekuti nyika yacho yese haizodyarwi kana kumera zvinenge zvadyarwa, uyewo hapana zvinozomera musango, sekuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora,+ Adma neZebhoimu,+ zvakaparadzwa naJehovha akatsamwa uye aine hasha,
-