3 Pazuva raunozorodzwa naJehovha pakurwadziwa kwako nepakuvhiringidzika kwako uye pauranda hwakaoma hwawakamanikidzwa kuva mahuri,+ 4 uchataura mashoko aya ekushora mambo weBhabhironi:
“Uya aishandisa vamwe asvika pamagumo ake!
Udzvinyiriri hwazopera!+