Isaya 13:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vari kubva kunyika iri kure,+Kunogumira denga,Iye Jehovha nezvombo zvehasha dzake,Kuti vaparadze nyika yese.+ Isaya 13:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndiri kuvamutsira vaMedhiya,+Avo vanoona sirivha seisiri chinhuUye vasingafariri goridhe.
5 Vari kubva kunyika iri kure,+Kunogumira denga,Iye Jehovha nezvombo zvehasha dzake,Kuti vaparadze nyika yese.+