Mika 7:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndichatambura nehasha dzaJehovhaNekuti ndakamutadzira,+Ndichatambura nadzo kusvikira andirwira panyaya yangu oita kuti itongwe zvakanaka. Achandiunza kuchiedza;Ndichaona kururama kwake.
9 Ndichatambura nehasha dzaJehovhaNekuti ndakamutadzira,+Ndichatambura nadzo kusvikira andirwira panyaya yangu oita kuti itongwe zvakanaka. Achandiunza kuchiedza;Ndichaona kururama kwake.