Pisarema 107:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Nekuti akapaza masuo emhanguraUye akacheka mazariro esimbi.+ Isaya 45:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Ini ndichakutungamirira,+Uye ndichaita kuti zvikomo zviti sandara. Ndichatyora-tyora masuo emhangura,Uye ndichagura mazariro* esimbi.+
2 “Ini ndichakutungamirira,+Uye ndichaita kuti zvikomo zviti sandara. Ndichatyora-tyora masuo emhangura,Uye ndichagura mazariro* esimbi.+