Isaya 48:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Inzwai izvi, haiwa imi imba yaJakobho,Imi munozvidana nezita raIsraeri+Uye makabuda mumvura yaJudha,*Imi munopika nezita raJehovha+Uye munodana kuna Mwari waIsraeri,Kunyange zvazvo musingazviiti muchokwadi nemukururama.+
48 Inzwai izvi, haiwa imi imba yaJakobho,Imi munozvidana nezita raIsraeri+Uye makabuda mumvura yaJudha,*Imi munopika nezita raJehovha+Uye munodana kuna Mwari waIsraeri,Kunyange zvazvo musingazviiti muchokwadi nemukururama.+