Zekariya 7:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi ivo vaingoramba kuteerera,+ uye vaizvikudza vachiramba kundinzwa,+ vachiisa zvimiti munzeve kuti varege kunzwa.+
11 Asi ivo vaingoramba kuteerera,+ uye vaizvikudza vachiramba kundinzwa,+ vachiisa zvimiti munzeve kuti varege kunzwa.+