RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 24:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “‘Asi kana ari maonde akaora, aya akaora zvekusadyika,+ zvanzi naJehovha: “Ndichaonawo saizvozvo Mambo Zedhekiya+ weJudha, nemachinda ake, nevashoma vari muJerusarema vasara munyika ino, nevaya vari kugara munyika yeIjipiti.+

  • Jeremiya 34:21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Uye ndichaisa Mambo Zedhekiya weJudha nemachinda ake mumaoko evavengi vavo nemumaoko evaya vari kutsvaga kuvauraya* nemumaoko emauto amambo weBhabhironi,+ avo vava kurega kukurwisai.’+

  • Jeremiya 37:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Mambo Zedhekiya akabva atumira shoko kuti vanomutora, uye mambo akamubvunza vari vega mumba* make.+ Akabvunza kuti, “Pane shoko rabva kuna Jehovha here?” Jeremiya akati, “Riripo!” uye akabva ati, “Muchaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi!”+

  • Jeremiya 38:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Asi kana mukarega kuzviisa mumaoko emachinda amambo weBhabhironi, guta rino richaiswa mumaoko evaKadheya, uye vacharipisa nemoto,+ uye hamuzopukunyuki mumaoko avo.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe