Isaya 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Machinda ako akaoma musoro uye ishamwari dzembavha.+ Ese zvawo anoda chiokomuhomwe uye anotoita zvekudzingirira zvipo.+ Havatongi nyaya dzenherera zvakanaka,Uye nyaya inounzwa nechirikadzi haitombosviki kwavari.+
23 Machinda ako akaoma musoro uye ishamwari dzembavha.+ Ese zvawo anoda chiokomuhomwe uye anotoita zvekudzingirira zvipo.+ Havatongi nyaya dzenherera zvakanaka,Uye nyaya inounzwa nechirikadzi haitombosviki kwavari.+