Jeremiya 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Saka itai kuti vanakomana vavo vave nenzara,Uye vaisei kusimba rebakatwa.+ Madzimai avo ngaafirwe nevana uye ngaave chirikadzi.+ Varume vavo ngavaurayiwe nedenda rinouraya,Uye majaya avo ngaaurayiwe nebakatwa muhondo.+
21 Saka itai kuti vanakomana vavo vave nenzara,Uye vaisei kusimba rebakatwa.+ Madzimai avo ngaafirwe nevana uye ngaave chirikadzi.+ Varume vavo ngavaurayiwe nedenda rinouraya,Uye majaya avo ngaaurayiwe nebakatwa muhondo.+