RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 21:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Haiwa imi imba yaDhavhidhi, zvanzi naJehovha:

      “Tongai zvakarurama mangwanani ega ega,

      Uye nunurai ari kubirwa paruoko rweanobiridzira,+

      Kuti kutsamwa kwangu kurege kunganduma semoto+

      Kwobvira pasina anodzima

      Nemhaka yezvakaipa zvamunoita.”’+

  • Jeremiya 22:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Zvanzi naJehovha: “Tongai zvakanaka uye itai zvakarurama. Nunurai uya ari kubirwa kubva paruoko rweanobiridzira. Musaitira utsinye chero mutorwa upi zvake, uye nherera kana chirikadzi.+ Uye musadeura ropa risina mhosva munzvimbo ino.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe