Isaya 57:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Wakasarudza matombo anotsvedzerera emubani.*+ Ndiwo mugove wako. Unotodururira kwaari mipiro yezvinwiwa uye unopa zvipo.+ Ndingafadzwa* nezvinhu izvi here? Jeremiya 19:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye dzimba dzemuJerusarema nedzimba dzemadzimambo eJudha dzichasviba senzvimbo ino yeTofeti,+ idzo dzimba dzese dzavaipira zvibayiro pamatenga adzo kuuto rese rekudenga,+ vachidururira mipiro yezvinwiwa kune vamwe vanamwari.’”+ Ezekieri 20:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Ndakavapinza munyika yandakapika kuti ndichavapa.+ Pavakaona zvikomo zvese zvakakwirira nemiti yese ine mashizha akawanda,+ vakatanga kupa zvibayiro zvavo nemipiro yavo inotsamwisa. Vakapa zvibayiro zvinonhuhwirira* uye vakadurura mipiro yavo yezvinwiwa vari munzvimbo idzodzo.
6 Wakasarudza matombo anotsvedzerera emubani.*+ Ndiwo mugove wako. Unotodururira kwaari mipiro yezvinwiwa uye unopa zvipo.+ Ndingafadzwa* nezvinhu izvi here?
13 Uye dzimba dzemuJerusarema nedzimba dzemadzimambo eJudha dzichasviba senzvimbo ino yeTofeti,+ idzo dzimba dzese dzavaipira zvibayiro pamatenga adzo kuuto rese rekudenga,+ vachidururira mipiro yezvinwiwa kune vamwe vanamwari.’”+
28 Ndakavapinza munyika yandakapika kuti ndichavapa.+ Pavakaona zvikomo zvese zvakakwirira nemiti yese ine mashizha akawanda,+ vakatanga kupa zvibayiro zvavo nemipiro yavo inotsamwisa. Vakapa zvibayiro zvinonhuhwirira* uye vakadurura mipiro yavo yezvinwiwa vari munzvimbo idzodzo.