Jeremiya 4:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ndakatarisa ndikaona kuti pakanga pasina munhu,Uye shiri dzese dzedenga dzakanga dzatiza.+ Zefaniya 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Ndichaparadza vanhu nemhuka. Ndichaparadza shiri dzedenga nehove dzegungwa;+Ndichaparadza zvinhu zvinotsausa,*+ pamwe chete nevanhu vakaipa;Uye ndichabvisa vanhu panyika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
3 “Ndichaparadza vanhu nemhuka. Ndichaparadza shiri dzedenga nehove dzegungwa;+Ndichaparadza zvinhu zvinotsausa,*+ pamwe chete nevanhu vakaipa;Uye ndichabvisa vanhu panyika,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.