2 Makoronike 35:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Jeremiya+ akaimbira Josiya, uye nanhasi vaimbi vese vechirume nevechikadzi+ vachiri kuimba nezvaJosiya munziyo dzavo dzekuchema; uye pakasarudzwa kuti dziimbwe muIsraeri, uye dzakanyorwa panziyo dzekuchema.
25 Jeremiya+ akaimbira Josiya, uye nanhasi vaimbi vese vechirume nevechikadzi+ vachiri kuimba nezvaJosiya munziyo dzavo dzekuchema; uye pakasarudzwa kuti dziimbwe muIsraeri, uye dzakanyorwa panziyo dzekuchema.