Dheuteronomi 32:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti vanhu vaJehovha ndivo mugove wake;+Jakobho ndiye nhaka yake.+ Pisarema 135:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti Jah akazvisarudzira Jakobho,Israeri kuti ave pfuma yake yaanokoshesa.+