-
Ezekieri 34:7, 8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 “‘“Saka inzwai shoko raJehovha imi vafudzi: 8 ‘“Neupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha, “makwai angu zvaakava nyama yezvikara, achidyiwa nezvikara zvese zvesango, nekuti akanga asina mufudzi, uye vafudzi vangu zvavasina kutsvaga makwai angu, vachiramba vachingodya vega vasingafudzi makwai angu,”’
-