Ezekieri 7:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ziso rangu harizokunzwiri urombo; uye handizonzwi tsitsi,+ nekuti ndichaunza pauri zvinoenderana nezvawakaita, uye uchatambura nemhaka yemabasa ako anosemesa.+ Uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’+ Ezekieri 24:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ini Jehovha, ndazvitaura. Zvichaitika. Handizoregi kuzviita. Ndichazviita ndisingambonetseki kana kuzvidemba.+ Vachakutonga zvinoenderana nenzira dzako nezviito zvako,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”
4 Ziso rangu harizokunzwiri urombo; uye handizonzwi tsitsi,+ nekuti ndichaunza pauri zvinoenderana nezvawakaita, uye uchatambura nemhaka yemabasa ako anosemesa.+ Uye muchaziva kuti ndini Jehovha.’+
14 Ini Jehovha, ndazvitaura. Zvichaitika. Handizoregi kuzviita. Ndichazviita ndisingambonetseki kana kuzvidemba.+ Vachakutonga zvinoenderana nenzira dzako nezviito zvako,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”