Jeremiya 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uye pavanobvunza kuti, ‘Jehovha Mwari wedu aitirei zvinhu zvese izvi kwatiri?’ iwe uvapindure kuti, ‘Sekundisiya kwamakaita muchishumira mumwe mwari munyika yenyu, saizvozvowo muchashumira vanhu vekumwe munyika isiri yenyu.’”+
19 Uye pavanobvunza kuti, ‘Jehovha Mwari wedu aitirei zvinhu zvese izvi kwatiri?’ iwe uvapindure kuti, ‘Sekundisiya kwamakaita muchishumira mumwe mwari munyika yenyu, saizvozvowo muchashumira vanhu vekumwe munyika isiri yenyu.’”+