Dheuteronomi 28:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Jehovha achatuma vavengi vako kwauri, uye uchavashandira+ uine nzara+ nenyota, usina chekupfeka uye uchishayiwa zvinhu zvese. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza. Jeremiya 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka ndichakukandai kunze kwenyika ino muchinopinda munyika yamusina kuziva imi kana madzitateguru enyu,+ uye ikoko muchange mava kufanira kushumira vamwe vanamwari siku nesikati,+ nekuti handizokunzwirii nyasha.”’
48 Jehovha achatuma vavengi vako kwauri, uye uchavashandira+ uine nzara+ nenyota, usina chekupfeka uye uchishayiwa zvinhu zvese. Achaisa joko resimbi pamutsipa wako kusvikira akuparadza.
13 Saka ndichakukandai kunze kwenyika ino muchinopinda munyika yamusina kuziva imi kana madzitateguru enyu,+ uye ikoko muchange mava kufanira kushumira vamwe vanamwari siku nesikati,+ nekuti handizokunzwirii nyasha.”’