19 Ndakanga ndakaita segwayana rakapfava riri kuendeswa kunourayiwa.
Handina kuziva kuti vaindirongera vachiti:+
“Ngatiparadzei muti nemichero yawo,
Uye ngatimubvisei panyika yevapenyu,
Kuti zita rake risayeukwa zvakare.”
20 Asi Jehovha wemauto anotonga nekururama;
Anoongorora pfungwa dzakadzama uye mwoyo.+
Itai kuti ndione muchivatsiva,
Nekuti ndakaisa nyaya yangu kwamuri.