Dheuteronomi 28:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Vanakomana vako nevanasikana vako vachapiwa vamwe vanhu+ wakatarisa, uye uchagara uchivasuwa asi usina zvaunogona kuita.
32 Vanakomana vako nevanasikana vako vachapiwa vamwe vanhu+ wakatarisa, uye uchagara uchivasuwa asi usina zvaunogona kuita.