2 Makoronike 36:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Pakutanga kwegore,* Mambo Nebhukadhinezari akatuma vanhu kuti vanomutora vauye naye kuBhabhironi+ pamwe chete nezvinhu zvinokosha zveimba yaJehovha.+ Akabva agadza Zedhekiya munin’ina wababa vake kuti ave mambo weJudha neJerusarema.+ Jeremiya 15:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndichaita kuti pfuma yako nezvinhu zvako zvinokosha zvitorwe+Pasina mubhadharo, nemhaka yezvivi zvako zvese munharaunda dzako dzese.
10 Pakutanga kwegore,* Mambo Nebhukadhinezari akatuma vanhu kuti vanomutora vauye naye kuBhabhironi+ pamwe chete nezvinhu zvinokosha zveimba yaJehovha.+ Akabva agadza Zedhekiya munin’ina wababa vake kuti ave mambo weJudha neJerusarema.+
13 Ndichaita kuti pfuma yako nezvinhu zvako zvinokosha zvitorwe+Pasina mubhadharo, nemhaka yezvivi zvako zvese munharaunda dzako dzese.