Pisarema 31:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Ndakanzwa mashoko akaipa akawanda ari kutaurwa nevanhu;Ndakakombwa nezvinotyisa.+ Pavanondiunganira vese pamwe chete,Vanoronga kuti vaparadze upenyu hwangu.*+
13 Ndakanzwa mashoko akaipa akawanda ari kutaurwa nevanhu;Ndakakombwa nezvinotyisa.+ Pavanondiunganira vese pamwe chete,Vanoronga kuti vaparadze upenyu hwangu.*+