RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 27:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Vanhu vakaipa pavakandirwisa vachida kundibvambura-bvambura,+

      Mhandu dzangu nevavengi vangu ndivo vakagumburwa vakawa.

  • Jeremiya 15:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Imi munoziva, haiwa Jehovha,

      Ndiyeukei, mufunge nezvangu.

      Nditsivirei vaya vanonditambudza.+

      Musandirega ndichiparara,* nekuda kwekunonoka kutsamwa kwenyu.

      Zivai kuti ndinotsungirira kuzvidzwa uku ndichiitira imi.+

  • Jeremiya 15:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 “Ndiri kukuita rusvingo rwemhangura rwakasimba kuvanhu ava.+

      Chokwadi vacharwa newe,

      Asi havazobudiriri,*+

      Nekuti ini ndinewe, kuti ndikununure,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

  • Jeremiya 17:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Vatambudzi vangu ngavanyadziswe,+

      Asi ini musandirega ndichinyadziswa.

      Itai kuti vavhundutswe,

      Asi ini musandirega ndichivhundutswa.

      Unzai zuva redambudziko pavari,+

      Muvapwanye nekuvaparadza zvachose.*

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe