Jobho 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “Zuva randakaberekwa ngariparare,+Neusiku hwakataurwa nemumwe munhu kuti: ‘Pamuviri pemwana mukomana pabata!’ Jeremiya 15:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndine nhamo, haiwa amai vangu, nekuti makandibereka,+Ini murume wekungopopotedzana uye kukakavadzana nenyika yese. Handina kukweretesa, uye hapana wandakakwereta kwaari;Asi vese zvavo vanondituka.
3 “Zuva randakaberekwa ngariparare,+Neusiku hwakataurwa nemumwe munhu kuti: ‘Pamuviri pemwana mukomana pabata!’
10 Ndine nhamo, haiwa amai vangu, nekuti makandibereka,+Ini murume wekungopopotedzana uye kukakavadzana nenyika yese. Handina kukweretesa, uye hapana wandakakwereta kwaari;Asi vese zvavo vanondituka.