Jeremiya 29:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Nekuti iwe wakatumira tsamba muzita rako kuvanhu vese vari muJerusarema, kuna Zefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, nekuvapristi vese, uchiti, Jeremiya 37:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mambo Zedhekiya akatuma Jehukari+ mwanakomana waSheremiya naZefaniya+ mwanakomana wemupristi Maaseya kumuprofita Jeremiya, achiti: “Tinyengetererewo kuna Jehovha Mwari wedu.” Jeremiya 52:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+ Jeremiya 52:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra+ munyika yeHamati. Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+
25 ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Nekuti iwe wakatumira tsamba muzita rako kuvanhu vese vari muJerusarema, kuna Zefaniya+ mwanakomana waMaaseya, mupristi, nekuvapristi vese, uchiti,
3 Mambo Zedhekiya akatuma Jehukari+ mwanakomana waSheremiya naZefaniya+ mwanakomana wemupristi Maaseya kumuprofita Jeremiya, achiti: “Tinyengetererewo kuna Jehovha Mwari wedu.”
24 Mukuru wevarindi akatorawo Seraya+ mutungamiriri wevapristi, nemupristi wechipiri Zefaniya+ nevachengeti vemasuo vatatu.+
27 Mambo weBhabhironi akavabaya akavauraya kuRibra+ munyika yeHamati. Saka vaJudha vakatapwa kubva munyika yavo.+