Jeremiya 36:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Saka zvanzi naJehovha kuna Mambo Jehoyakimu weJudha, ‘Haazovi nemunhu anogara pachigaro cheumambo chaDhavhidhi,+ uye chitunha chake chichangosiyiwa chichitsva nezuva masikati uye chichioma nechando usiku.+
30 Saka zvanzi naJehovha kuna Mambo Jehoyakimu weJudha, ‘Haazovi nemunhu anogara pachigaro cheumambo chaDhavhidhi,+ uye chitunha chake chichangosiyiwa chichitsva nezuva masikati uye chichioma nechando usiku.+