2 Madzimambo 23:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Farao Neko akagadzawo Eriyakimu mwanakomana waJosiya kuti ave mambo panzvimbo yababa vake Josiya, akachinja zita rake kuti rinzi Jehoyakimu; asi akatora Jehoahazi akaenda naye kuIjipiti,+ kwaakazofira.+
34 Farao Neko akagadzawo Eriyakimu mwanakomana waJosiya kuti ave mambo panzvimbo yababa vake Josiya, akachinja zita rake kuti rinzi Jehoyakimu; asi akatora Jehoahazi akaenda naye kuIjipiti,+ kwaakazofira.+