RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 8:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “Takagarireiko pano?

      Ngatiunganei tipinde mumaguta akakomberedzwa nemasvingo+ tifire imomo.

      Nekuti Jehovha Mwari wedu achatiparadza,

      Uye ari kutipa mvura ine muchetura kuti tinwe,+

      Nemhaka yekuti takatadzira Jehovha.

  • Jeremiya 9:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Saka zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Ndiri kuita kuti vanhu ava vadye kamuti kanovava, uye ndichavanwisa mvura ine muchetura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe